RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 22:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Uye marudzi ese epanyika achazviwanira chikomborero nekumwana*+ wako nekuti wateerera inzwi rangu.’”+

  • Genesisi 49:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Tsvimbo yeumambo haizobvi kuna Judha,+ uye mudonzvo wemutungamiriri hauzobvi pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro* auya,+ uye marudzi achamuteerera.+

  • VaGaratiya 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Vimbiso idzi dzakataurirwa Abrahamu uye mwana* wake.+ Vimbiso dzacho hadziti, “kuvana* vako,” sekunge kuti vakawanda. Asi dzinoti, “kumwana* wako,” kureva kuti mumwe chete, iye Kristu.+

  • VaGaratiya 3:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Uyewo kana muri vanhu vaKristu, muri vana* vaAbrahamu zvechokwadi,+ vagari venhaka+ kana tichitaura nezvevimbiso.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe