Revhitiko 4:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “‘Kana mupristi akazodzwa+ akaita chivi+ oita kuti vanhu vave nemhosva, anofanira kuuya kuna Jehovha nemukono wemombe mudiki wakanaka kuti uve chibayiro chechivi nekuti akaita chivi.+ Revhitiko 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 mutumbi wawo wese, anofanira kuita kuti ubudiswe kunze kwemusasa kunzvimbo yakachena kunorasirwa madota,* uye anofanira kuupisira pahuni dziri mumoto.+ Mutumbi wacho unofanira kupisirwa kunorasirwa madota.
3 “‘Kana mupristi akazodzwa+ akaita chivi+ oita kuti vanhu vave nemhosva, anofanira kuuya kuna Jehovha nemukono wemombe mudiki wakanaka kuti uve chibayiro chechivi nekuti akaita chivi.+
12 mutumbi wawo wese, anofanira kuita kuti ubudiswe kunze kwemusasa kunzvimbo yakachena kunorasirwa madota,* uye anofanira kuupisira pahuni dziri mumoto.+ Mutumbi wacho unofanira kupisirwa kunorasirwa madota.