RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 36:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Timna akava murongo* waErifazi, mwanakomana waIsau. Akazomuberekera Amareki.+ Ava ndivo vanakomana vaAdha, mudzimai waIsau.

  • Eksodho 17:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 VaAmareki+ vakauya, vakarwisa Israeri muRefidhimu.+

  • 1 Samueri 15:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Saka enda unouraya vaAmareki,+ wovaparadza+ pamwe chete nezvese zvavainazvo. Hapana waunofanira kusiya ari mupenyu;* unofanira kuvauraya,+ varume nevakadzi, vana nevanoyamwa, mombe nemakwai, ngamera nemadhongi.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe