Revhitiko 4:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Achaita nemukono wacho sezvaakaita nemukono uya wechibayiro chechivi. Ndizvo zvaachaita nawo, uye mupristi achavayananisira,+ uye vachakanganwirwa. VaHebheru 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka aifanira kuva sehama dzake pazvinhu zvese,+ kuti ave mupristi mukuru ane tsitsi uye akatendeka pazvinhu zvine chekuita naMwari, kuti ape chibayiro chekuyananisa+ zvivi zvevanhu.+ 1 Johani 2:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+
20 Achaita nemukono wacho sezvaakaita nemukono uya wechibayiro chechivi. Ndizvo zvaachaita nawo, uye mupristi achavayananisira,+ uye vachakanganwirwa.
17 Saka aifanira kuva sehama dzake pazvinhu zvese,+ kuti ave mupristi mukuru ane tsitsi uye akatendeka pazvinhu zvine chekuita naMwari, kuti ape chibayiro chekuyananisa+ zvivi zvevanhu.+
2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+