-
Pisarema 78:5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Akaisa chiyeuchidzo muna Jakobho
Uye akagadza mutemo muna Israeri;
Akarayira madzitateguru edu
Kuti aite kuti vana vawo vazive zvinhu izvi,+
-