RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:18-21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Zuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwaYufratesi:+ 19 nyika yevaKeni,+ yevaKenizi, yevaKadmoni, 20 yevaHiti,+ yevaPerizi,+ yevaRefaimu,+ 21 yevaAmori, yevaKenani, yevaGigashi, uye yevaJebhusi.”+

  • Eksodho 3:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Saka ndiri kukuvimbisai kuti ndichakubvisai pakutambudzwa+ nevaIjipiti ndokuendesai kunyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori,+ vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi,+ nyika inoyerera uchi nemukaka.”’+

  • Eksodho 23:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Nekuti ngirozi yangu ichaenda mberi kwenyu, uye ichakusvitsai kuvaAmori, vaHiti, vaPerizi, vaKenani, vaHivhi, nevaJebhusi, uye ndichavaparadza zvachose.+

  • Dheuteronomi 7:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 “Jehovha Mwari wako paachakupinza munyika yawava kuda kupinda mairi kuti uitore,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vakawanda pamberi pako:+ vaHiti, vaGigashi, vaAmori,+ vaKenani, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi,+ marudzi 7 ane vanhu vakawanda uye ane simba kukupfuura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe