Genesisi 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu akafuridzira mumhino dzake mweya wekufema weupenyu,+ munhu akava mupenyu.*+ Isaya 42:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha,Musiki wedenga, iye Mukuru akaritatamura,+Iye akatambanudza nyika nezvibereko zvayo,+Iye anopa vanhu vari pairi mweya wekufema+Nemweya* kune vaya vanofamba mairi:+ Mabasa 17:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 uye haashandirwi nemaoko evanhu sekunge kuti pane chaanoshayiwa,+ nekuti ndiye anopa vanhu vese upenyu nemweya wekufema+ nezvinhu zvese.
7 Uye Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu akafuridzira mumhino dzake mweya wekufema weupenyu,+ munhu akava mupenyu.*+
5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha,Musiki wedenga, iye Mukuru akaritatamura,+Iye akatambanudza nyika nezvibereko zvayo,+Iye anopa vanhu vari pairi mweya wekufema+Nemweya* kune vaya vanofamba mairi:+
25 uye haashandirwi nemaoko evanhu sekunge kuti pane chaanoshayiwa,+ nekuti ndiye anopa vanhu vese upenyu nemweya wekufema+ nezvinhu zvese.