RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Vachabatwa nekutya nekuvhunduka.+

      Nemhaka yeukuru hweruoko rwenyu vachaita sedombo risingatsuduguki

      Kusvikira vanhu venyu vapfuura, haiwa Jehovha,

      Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+

  • Eksodho 23:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 “Ndichaita kuti vanhu vanditye musati matombosvika,+ uye ndichavhiringidza vanhu vese vamuchasangana navo, uye ndichaita kuti mukunde vavengi venyu vese vokutizai.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe