Pisarema 93:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 93 Jehovha ava Mambo!+ Akapfeka kukudzwa kunoshamisa;Jehovha akapfeka simba;Anoripfeka sebhandi. Nyika* yakanyatsosimbiswa;Haigoni kubviswa pairi.* Zvakazarurwa 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+
93 Jehovha ava Mambo!+ Akapfeka kukudzwa kunoshamisa;Jehovha akapfeka simba;Anoripfeka sebhandi. Nyika* yakanyatsosimbiswa;Haigoni kubviswa pairi.*
17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+