Dheuteronomi 12:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Muchafara pamberi paJehovha Mwari wenyu,+ imi nevanakomana venyu, nevanasikana venyu, nevarandarume venyu, nevarandakadzi venyu, nemuRevhi ari mukati memaguta* enyu, nekuti haana mugove kana nhaka pamwe chete nemi.+ Nehemiya 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Akati kwavari: “Endai mudye zvinhu zvakanakisisa,* munwe zvinhu zvinotapira, mutumire zvekudya+ kune vaya vasina zvavakagadzira; nekuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, uye musasuruvara, nekuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.”*
12 Muchafara pamberi paJehovha Mwari wenyu,+ imi nevanakomana venyu, nevanasikana venyu, nevarandarume venyu, nevarandakadzi venyu, nemuRevhi ari mukati memaguta* enyu, nekuti haana mugove kana nhaka pamwe chete nemi.+
10 Akati kwavari: “Endai mudye zvinhu zvakanakisisa,* munwe zvinhu zvinotapira, mutumire zvekudya+ kune vaya vasina zvavakagadzira; nekuti zuva rino idzvene kunaShe wedu, uye musasuruvara, nekuti mufaro waJehovha ndiyo nhare yenyu.”*