Pisarema 25:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndiani munhu anotya Jehovha?+ Iye achamurayiridza nezvenzira yaanofanira kusarudza.+ נ [Nun] 13 Zvichamufambira zvakanaka,+Uye vana vake vachatora nyika yova yavo.+ Pisarema 37:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Vakarurama vachagara nhaka yenyika,+Uye vachagara mairi nekusingaperi.+ Mateu 5:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Vanofara vanyoro,+ nekuti vachagara nhaka yenyika.+ 2 Petro 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka Jehovha* anoziva nzira yekununura nayo mumuedzo vanhu vakazvipira kwaari,+ asi achava nechokwadi chekuti vanhu vasina kururama vaparadzwa pazuva rekutongwa,+
12 Ndiani munhu anotya Jehovha?+ Iye achamurayiridza nezvenzira yaanofanira kusarudza.+ נ [Nun] 13 Zvichamufambira zvakanaka,+Uye vana vake vachatora nyika yova yavo.+
9 Saka Jehovha* anoziva nzira yekununura nayo mumuedzo vanhu vakazvipira kwaari,+ asi achava nechokwadi chekuti vanhu vasina kururama vaparadzwa pazuva rekutongwa,+