Pisarema 103:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Sababa vanonzwira tsitsi vanakomana vavo,Jehovha akanzwira tsitsi vaya vanomutya.+ Zvirevo 28:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Munhu anofukidza zvivi zvake haazobudiriri,+Asi wese anoreurura ozvisiya achanzwirwa tsitsi.+ Isaya 43:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ini ndini iye ari kudzima kudarika kwako*+ ndichiitira zita rangu,+Uye handizoyeuki zvivi zvako.+ Isaya 44:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndichavhara kudarika kwako sekunge negore+Nezvivi zvako sekunge negore dema. Dzoka kwandiri, nekuti ndichakudzikinura.+
22 Ndichavhara kudarika kwako sekunge negore+Nezvivi zvako sekunge negore dema. Dzoka kwandiri, nekuti ndichakudzikinura.+