-
Muparidzi 5:15, 16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Sekubuda kwakaita munhu mudumbu raamai vake, achaenda asina kupfeka, sekubuda kwaakaita.+ Uye hapana kana chaanogona kutakura pazvese zvaakashandira nesimba.+
16 Izviwo idambudziko guru: Semauyiro aakaita, ndiwo maendero aachaita; uye munhu anoramba achishanda nesimba achidzingana nemhepo anowanei?+
-