RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 100:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+

      Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+

      Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+

  • Isaya 43:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Ndini Jehovha, Mutsvene wenyu,+ Musiki waIsraeri,+ Mambo wenyu.”+

  • Isaya 44:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Zvanzi naJehovha,

      Muiti wako, iye akakuumba,+

      Akakubatsira kubvira uchiri mudumbu:*

      ‘Usatya, iwe mushumiri wangu Jakobho,+

      Newe Jeshuruni,*+ wandakasarudza.

  • Isaya 44:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 “Yeuka zvinhu izvi, haiwa iwe Jakobho, newe Israeri,

      Nekuti uri mushumiri wangu.

      Ndakakuumba, uye uri mushumiri wangu.+

      Haiwa Israeri, handizokukanganwi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe