-
Dhanieri 9:25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Ziva, unzwisise kuti kubvira pachataurwa shoko rekuti Jerusarema ridzorerwe+ uye rivakwezve kusvikira pachauya Mesiya*+ iye Mutungamiriri,+ pachava nemavhiki 7, uye mavhiki 62.+ Richadzokera pane zvarakanga rakaita uye richavakwazve, riine musika nemugero wemvura, asi muri munguva dzekutambudzika.
-
-
Mateu 23:10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Uyewo musanzi vatungamiriri, nekuti Mutungamiriri wenyu mumwe chete, iye Kristu.
-