RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 55:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Inzwai! Ndakamuita chapupu+ kumarudzi,

      Kuti ave mukuru uye mutungamiriri+ wemarudzi.

  • Mateu 23:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Uyewo musanzi vatungamiriri, nekuti Mutungamiriri wenyu mumwe chete, iye Kristu.

  • Johani 1:45
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 Firipi akaona Natanieri,+ akati kwaari: “Tawana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMutemo neVaprofita: Jesu, mwanakomana waJosefa,+ wekuNazareta.”

  • Johani 1:49
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 49 Natanieri akabva ati: “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Mambo waIsraeri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe