-
Ezekieri 33:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 “Mwanakomana wemunhu, udza vanakomana vevanhu vekwako kuti, ‘Kana munhu akarurama akapanduka, haazoponeswi nekururama kwaaiva nako;+ uye kana munhu akaipa akasiya zvakaipa zvake, haazovi nemhosva yezvakaipa zvaaimboita;+ uyewo kana munhu akarurama akatadza, haazoponeswi nezvakarurama zvaaimboita.+
-