-
Mabasa 28:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Saka sezvo vakanga vasingabvumirani, vakatanga kuenda, uye Pauro akataura shoko iri rimwe chete, achiti:
“Mweya mutsvene wakareva pawakataura kumadzitateguru enyu uchishandisa muprofita Isaya 26 uchiti, ‘Enda kuvanhu ava unoti: “Kunzwa muchanzwa, asi hamuzombonzwisisi, uye kutarisa muchatarisa, asi hamuzombooni.+
-