Pisarema 132:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+Akarida kuti ariite nzvimbo yake yekugara achiti:+ Isaya 12:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Shevedzera usimudze inzwi uchifara, iwe mugari* wemuZiyoni,Nekuti Mutsvene waIsraeri uyo ari pakati pako mukuru.” Joeri 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu, anogara muZiyoni, gomo rangu dzvene.+ Jerusarema richava nzvimbo tsvene,+Uye vatorwa havazopfuurizve nemariri.+ Mika 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ndichaita kuti pane vaya vaikamhina pave nevanosara,+Uye ndichaita kuti vaya vakaendeswa kure vave rudzi rune simba;+Uye Jehovha achava mambo wavo achivatonga ari muGomo reZiyoni,Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi. Zekariya 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Shevedzera nemufaro, iwe mwanasikana weZiyoni;+ nekuti ndiri kuuya,+ uye ndichagara mauri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
6 Shevedzera usimudze inzwi uchifara, iwe mugari* wemuZiyoni,Nekuti Mutsvene waIsraeri uyo ari pakati pako mukuru.”
17 Uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu, anogara muZiyoni, gomo rangu dzvene.+ Jerusarema richava nzvimbo tsvene,+Uye vatorwa havazopfuurizve nemariri.+
7 Ndichaita kuti pane vaya vaikamhina pave nevanosara,+Uye ndichaita kuti vaya vakaendeswa kure vave rudzi rune simba;+Uye Jehovha achava mambo wavo achivatonga ari muGomo reZiyoni,Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.
10 “Shevedzera nemufaro, iwe mwanasikana weZiyoni;+ nekuti ndiri kuuya,+ uye ndichagara mauri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.