Pisarema 93:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 93 Jehovha ava Mambo!+ Akapfeka kukudzwa kunoshamisa;Jehovha akapfeka simba;Anoripfeka sebhandi. Nyika* yakanyatsosimbiswa;Haigoni kubviswa pairi.* Pisarema 104:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu akawanda chaizvo!+ Makaaita ese neuchenjeri.+ Nyika yakazara nezvinhu zvamakaita.
93 Jehovha ava Mambo!+ Akapfeka kukudzwa kunoshamisa;Jehovha akapfeka simba;Anoripfeka sebhandi. Nyika* yakanyatsosimbiswa;Haigoni kubviswa pairi.*
24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu akawanda chaizvo!+ Makaaita ese neuchenjeri.+ Nyika yakazara nezvinhu zvamakaita.