RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 10:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Haigoni kutaura kungofanana nedukununu rekutyisidzira shiri mumunda wemagaka;+

      Inotoita zvekutakurwa nekuti haigoni kufamba.+

      Musaitya nekuti haikuvadzi,

      Kana kuita chero chinhu chakanaka.”+

  • Jeremiya 10:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Munhu wese ari kuita zvinhu asingafungi uye achiratidza kuti haana ruzivo.

      Vapfuri vese vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+

      Nekuti mifananidzo yavo yesimbi* ndeyenhema,

      Uye haina mweya* mairi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe