Isaya 42:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vaya vanovimba nemifananidzo yakavezwa,Vaya vanoti kumifananidzo yakavezwa:* “Ndimi vanamwari vedu,”+ Vachadzoswa, uye vachanyadziswa kwazvo. Isaya 44:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Inzwa! Shamwari dzake dzese dzichanyadziswa!+ Mhizha dzacho vanhuwo. Vese zvavo ngavaungane vamire munzvimbo dzavo. Vachatya chaizvo uye vachanyadziswa pamwe chete.
17 Vaya vanovimba nemifananidzo yakavezwa,Vaya vanoti kumifananidzo yakavezwa:* “Ndimi vanamwari vedu,”+ Vachadzoswa, uye vachanyadziswa kwazvo.
11 Inzwa! Shamwari dzake dzese dzichanyadziswa!+ Mhizha dzacho vanhuwo. Vese zvavo ngavaungane vamire munzvimbo dzavo. Vachatya chaizvo uye vachanyadziswa pamwe chete.