-
Jeremiya 50:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 “Mazuva iwayo uye panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “vanhu veIsraeri neveJudha vachauya pamwe chete.+ Vachafamba vachichema,+ uye vachatsvaga Jehovha Mwari wavo pamwe chete.+ 5 Vachabvunza nzira yekuZiyoni, zviso zvavo zvakatarisa ikoko,+ vachiti, ‘Uyai tiende kuna Jehovha, tiite sungano inogara nekusingaperi uye isingazokanganwiki.’+
-