RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 2:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Vapristi havana kubvunza kuti, ‘Jehovha ari kupi?’+

      Vaya vanoita zveMutemo havana kundiziva,

      Vafudzi vakandipandukira,+

      Vaprofita vakaprofita muzita raBhaari,+

      Uye vakatevera vaya vaisagona kubatsira.

  • Jeremiya 27:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Musateerera mashoko evaprofita vari kuti kwamuri, ‘Hamuzovi pasi pamambo weBhabhironi,’+ nekuti vari kukuprofitirai nhema.+

  • Ezekieri 13:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Mwanakomana wemunhu, profita pamusoro pevaprofita veIsraeri,+ uti kune vaya vari kuprofita zvemusoro wavo,+ ‘Inzwai shoko raJehovha. 3 Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Vane nhamo vaprofita mapenzi, vanotaura zvavanozvifungira vega, ivo vasina chavakaona!+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe