-
Jeremiya 16:14, 15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 “‘Zvisinei, mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘pavasingazotizve: “NaJehovha mupenyu akabudisa vaIsraeri munyika yeIjipiti!”+ 15 asi vachati: “NaJehovha mupenyu, akaunza vaIsraeri achivabvisa munyika yekuchamhembe nemunyika dzese dzaakanga avaparadzira kwadziri!” Ndichavadzosa kunyika yavo, yandakapa madzitateguru avo.’+
-