Zvakazarurwa 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ uye “Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake,+ Zvakazarurwa 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya+ kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naAmeni,+ chapupu+ chakatendeka uye chechokwadi,+ wekutanga pane zvakasikwa naMwari:+
5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ uye “Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake,+
14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya+ kuti: Izvi ndizvo zvinotaurwa naAmeni,+ chapupu+ chakatendeka uye chechokwadi,+ wekutanga pane zvakasikwa naMwari:+