RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joeri 2:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Ridzai hwamanda muZiyoni!+

      Shevedzerai nezvehondo muri mugomo rangu dzvene.

      Vagari vese vemunyika* ngavadedere,

      Nekuti zuva raJehovha riri kuuya!+ Rava pedyo!

  • Zefaniya 1:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Nyararai pamberi paChangamire Ishe Jehovha, nekuti zuva raJehovha rava pedyo.+

      Jehovha agadzirira chibayiro; atsvenesa vaya vaakakoka.

  • Zefaniya 1:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Zuva guru raJehovha rava pedyo!+

      Rava pedyo, uye riri kukurumidza kusvika!+

      Ruzha rwezuva raJehovha runoshungurudza.+

      Pazuva iroro murwi ane simba achachema.+

  • Zefaniya 2:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Zvinhu zvakasarudzwa zvisati zvaitika,

      Zuva racho risati rapfuura sehundi,

      Kutsamwa kukuru kwaJehovha kusati kwauya pamuri,+

      Zuva rekutsamwa kwaJehovha risati rauya pamuri,

  • 2 Petro 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Asi zuva raJehovha*+ richauya sembavha,+ uye zuva iroro matenga achapfuura+ achitinhira, asi zvinhu zviri mumatenga nepanyika izvo zvichange zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa, uye nyika nemabasa ari mairi zvichava pachena.+

  • Zvakazarurwa 6:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Uye vanoramba vachiti kumakomo nekumatombo: “Tiwirei+ kuti tisaonekwa naiye agere pachigaro cheumambo+ uye kuti tisaona hasha dzeGwayana,+ 17 nekuti zuva guru rehasha dzavo rasvika,+ uye ndiani anokwanisa kumira?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe