RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 3:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Mwari akabva atizve kuna Mozisi:

      “Izvi ndizvo zvaunofanira kuudza vaIsraeri, ‘Jehovha, Mwari wemadzitateguru enyu, Mwari waAbrahamu,+ Mwari waIsaka,+ naMwari waJakobho,+ andituma kwamuri.’ Iri ndiro zita rangu nekusingaperi,+ uye ndiro randichayeukwa naro kwezvizvarwa nezvizvarwa.

  • Amosi 4:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Nekuti ndiye akaumba makomo+ uye akasika mhepo;+

      Anoudza munhu pfungwa dzake,

      Anochinja mambakwedza kuti ave rima,+

      Uye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika;+

      Iye anonzi Jehovha Mwari wemauto.”

  • Amosi 5:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Iye akasika nyeredzi dzeKima nenyeredzi dzeKesiri,*+

      Iye anochinja rima gobvu kuti rive mangwanani,

      Iye anoita kuti masikati asvibe seusiku,+

      Iye anoshevedza mvura yegungwa

      Kuti aidururire panyika,+

      Jehovha ndiro zita rake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe