Pisarema 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Madzimambo epanyika anomira ogadziriraUye makurukota anoungana pamwe chete*+Kuti arwe naJehovha uye kuti arwe nemuzodziwa wake.*+ Mateu 27:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Ava mangwanani, vatungamiriri vevapristi vese nevakuru vevanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye.+ 2 Vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa mumaoko aPirato.+ Ruka 22:66 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 66 Pakwakazoedza, dare revakuru vevanhu, kureva vatungamiriri vevapristi nevanyori, rakaungana,+ rikaenda naye muimba yavo yeSanihedrini, ndokuti: Johani 18:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Vakabva vabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Iye zvino kwakanga kwava kuchena. Asi ivo pachavo havana kupinda mumuzinda magavhuna, kuti vasasvibiswa,+ vazokwanisa kudya Paseka. Mabasa 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Mwari waAbrahamu newaIsaka newaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza Mushumiri wake,+ iye Jesu,+ wamakaisa mumaoko+ aPirato, mukamuramba pamberi pake, kunyange zvazvo akanga asarudza kumusunungura. Mabasa 4:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Madzimambo epanyika akamira akagadzirira uye vatongi vakaungana pamwe chete kuti varwe naJehovha* uye kuti varwe nemuzodziwa wake.’*+
2 Madzimambo epanyika anomira ogadziriraUye makurukota anoungana pamwe chete*+Kuti arwe naJehovha uye kuti arwe nemuzodziwa wake.*+
27 Ava mangwanani, vatungamiriri vevapristi vese nevakuru vevanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye.+ 2 Vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa mumaoko aPirato.+
66 Pakwakazoedza, dare revakuru vevanhu, kureva vatungamiriri vevapristi nevanyori, rakaungana,+ rikaenda naye muimba yavo yeSanihedrini, ndokuti:
28 Vakabva vabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Iye zvino kwakanga kwava kuchena. Asi ivo pachavo havana kupinda mumuzinda magavhuna, kuti vasasvibiswa,+ vazokwanisa kudya Paseka.
13 Mwari waAbrahamu newaIsaka newaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza Mushumiri wake,+ iye Jesu,+ wamakaisa mumaoko+ aPirato, mukamuramba pamberi pake, kunyange zvazvo akanga asarudza kumusunungura.
26 Madzimambo epanyika akamira akagadzirira uye vatongi vakaungana pamwe chete kuti varwe naJehovha* uye kuti varwe nemuzodziwa wake.’*+