Pisarema 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Regai ndizivise murau waJehovha;Akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Nhasi ndava baba vako.+ Isaya 42:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+ Mateu 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ona! Inzwi rakabvawo kudenga+ rikati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa, wandafarira.”+ 2 Petro 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti iye akagamuchira kukudzwa nekubwinya kubva kuna Mwari Baba, kubwinya kukuru pakwakamuzivisa mashoko aya ekuti: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, wandinoda, wandafarira.”+
42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+
17 Nekuti iye akagamuchira kukudzwa nekubwinya kubva kuna Mwari Baba, kubwinya kukuru pakwakamuzivisa mashoko aya ekuti: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, wandinoda, wandafarira.”+