RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 5:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, munhu wese anonzwa shoko rangu otenda iye akandituma, ane upenyu husingaperi,+ uye haatongwi, asi anenge abva murufu achienda kuupenyu.+

  • Johani 11:25, 26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Jesu akati kwaari: “Ndini rumuko neupenyu.+ Anotenda mandiri, kunyange akafa, achava mupenyu; 26 uye munhu wese mupenyu anotenda mandiri haachazofi.+ Unotenda izvi here?”

  • 1 VaKorinde 15:54
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 54 Asi ichi chinoora pachinopfeka kusaora uye ichi chinofa pachinopfeka kusafa, shoko rakanyorwa richabva raitika rinoti: “Rufu rwaparadzwa zvachose.”+

  • Zvakazarurwa 20:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe