-
Genesisi 12:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Saka Abramu akaenda sezvaakanga audzwa naJehovha, uye Roti akaenda naye. Abramu akanga ava nemakore 75 paakabva muHarani.+ 5 Abramu akatora Sarai+ mudzimai wake naRoti mwana wemukoma wake+ nezvinhu zvese zvavakanga vava nazvo pamwe nevanhu vavakanga vawana+ muHarani,* vakapinda munzira vakananga kunyika yeKenani.+ Pavakasvika kunyika yeKenani,
-