RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Akadzvinyirirwa+ uye akabvuma kutambudzwa,+

      Asi aisashama muromo wake.

      Akaunzwa segwai kuzourayiwa,+

      Senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo,

      Uye aisashama muromo wake.+

       8 Iye akabviswa nemhaka yekutongwa zvisina kunaka;*

      Uye ndiani achafunga nezvemashoko edzinza rake?*

      Nekuti iye akabviswa panyika yevapenyu;+

      Akarohwa* nekuda kwekudarika kwevanhu vangu.+

  • Dhanieri 9:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 “Kana mavhiki acho 62 apera, Mesiya achaurayiwa,+ osara asina chaainacho.+

      “Uye vanhu vemutungamiriri achauya vachaparadza guta nenzvimbo tsvene.+ Mugumo wacho uchauya kunge mafashamo. Pachange paine hondo kusvikira pakuguma; Mwari asarudza kuti pave nekuparadzwa.+

  • VaFiripi 2:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Kupfuura izvozvo, paakauya semunhu,* akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu,+ rufu padanda rekutambudzirwa.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe