Genesisi 3:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ndichaisa ruvengo+ pakati pako+ nemukadzi,+ nepakati pevana*+ vako nemwana*+ wake. Iye achakupwanya musoro+ uye iwe uchamuruma pachitsitsinho.”+ VaHebheru 2:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka sezvo vana vacho vadiki vari venyama neropa, iye akavawo wenyama neropa,+ kuti nerufu rwake aparadze uyo ane simba rekukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi,+
15 Ndichaisa ruvengo+ pakati pako+ nemukadzi,+ nepakati pevana*+ vako nemwana*+ wake. Iye achakupwanya musoro+ uye iwe uchamuruma pachitsitsinho.”+
14 Saka sezvo vana vacho vadiki vari venyama neropa, iye akavawo wenyama neropa,+ kuti nerufu rwake aparadze uyo ane simba rekukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi,+