Isaya 53:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nemhaka yemarwadzo ake akanyanya,* iye achaona, ogutsikana. Achishandisa ruzivo rwake, mushumiri wangu akarurama+Achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama,+Uye achatakura kukanganisa kwavo.+ 2 VaKorinde 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 hwekuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri zvitadzo zvavo,+ uye akatipa shoko rekuti tizivise nezvekuyananiswa.+ 1 Johani 2:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+ 1 Johani 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Rudo rwacho runooneka pakuti hatisi isu takada Mwari, asi ndiye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu.+
11 Nemhaka yemarwadzo ake akanyanya,* iye achaona, ogutsikana. Achishandisa ruzivo rwake, mushumiri wangu akarurama+Achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama,+Uye achatakura kukanganisa kwavo.+
19 hwekuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri zvitadzo zvavo,+ uye akatipa shoko rekuti tizivise nezvekuyananiswa.+
2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+
10 Rudo rwacho runooneka pakuti hatisi isu takada Mwari, asi ndiye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu.+