VaRoma 3:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Mwari akamupa sechibayiro kuti vanhu vayanane naye*+ kuburikidza nekutenda muropa rake.+ Izvi akazviitira kuti aratidze kururama kwake, nekuti Mwari, nemwoyo murefu wake, akaregerera zvivi zvakaitika kare. VaHebheru 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka aifanira kuva sehama dzake pazvinhu zvese,+ kuti ave mupristi mukuru ane tsitsi uye akatendeka pazvinhu zvine chekuita naMwari, kuti ape chibayiro chekuyananisa+ zvivi zvevanhu.+ VaHebheru 9:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kakawanda kubvira pakuvambwa kwenyika. Asi iye zvino akazviratidza pachena kamwe chete zvikabva zvakwana, pakuguma kwemamiriro acho ezvinhu* kuti abvise chivi nechibayiro chake pachake.+ 1 Johani 2:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+
25 Mwari akamupa sechibayiro kuti vanhu vayanane naye*+ kuburikidza nekutenda muropa rake.+ Izvi akazviitira kuti aratidze kururama kwake, nekuti Mwari, nemwoyo murefu wake, akaregerera zvivi zvakaitika kare.
17 Saka aifanira kuva sehama dzake pazvinhu zvese,+ kuti ave mupristi mukuru ane tsitsi uye akatendeka pazvinhu zvine chekuita naMwari, kuti ape chibayiro chekuyananisa+ zvivi zvevanhu.+
26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kakawanda kubvira pakuvambwa kwenyika. Asi iye zvino akazviratidza pachena kamwe chete zvikabva zvakwana, pakuguma kwemamiriro acho ezvinhu* kuti abvise chivi nechibayiro chake pachake.+
2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+