-
VaRoma 16:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Kwaari uyo anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nekuzarurwa kwechakavanzika chitsvene*+ chakaramba chakanyararwa kwenguva refu 26 asi chakazobudiswa pachena iye zvino uye chakaitwa kuti chizivikanwe neMagwaro euprofita pakati pemarudzi ese maererano nemurayiro waMwari asingagumi kuti vanhu vateerere zvichibva pakutenda;
-