Genesisi 18:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Hamungambofungi kuita saizvozvo, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa zvekuti munhu akarurama anoitirwa zvakafanana nezvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yese angatadza kuita zvakarurama here?”+ Pisarema 94:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Simukai, haiwa imi Mutongi wenyika.+ Itirai vanozvikudza zvakakodzerana navo.+ Isaya 33:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti Jehovha ndiye Mutongi wedu,+Jehovha ndiye Anotipa Mutemo,+Jehovha ndiye Mambo wedu;+Ndiye achatiponesa.+
25 Hamungambofungi kuita saizvozvo, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa zvekuti munhu akarurama anoitirwa zvakafanana nezvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yese angatadza kuita zvakarurama here?”+
22 Nekuti Jehovha ndiye Mutongi wedu,+Jehovha ndiye Anotipa Mutemo,+Jehovha ndiye Mambo wedu;+Ndiye achatiponesa.+