Zvakazarurwa 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ini Johani, ndiri kunyorera ungano nomwe+ dziri munharaunda yeEzhiya ndichiti: Ivai nenyasha nerugare zvinobva kuna “Iye aripo, uye aivapo uye ari kuuya,”+ uye zvinobva kumweya minomwe+ iri pamberi pechigaro chake cheumambo, Zvakazarurwa 5:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakaona gwayana raiita kunge rakanga rambourayiwa,+ rimire pedyo nechigaro* cheumambo nepakati pezvisikwa zvina uye pakati pevakuru+ vacho; gwayana+ racho raiva nenyanga nomwe nemaziso manomwe uye maziso acho anomiririra mweya minomwe yaMwari+ yakatumwa munyika yese.
4 Ini Johani, ndiri kunyorera ungano nomwe+ dziri munharaunda yeEzhiya ndichiti: Ivai nenyasha nerugare zvinobva kuna “Iye aripo, uye aivapo uye ari kuuya,”+ uye zvinobva kumweya minomwe+ iri pamberi pechigaro chake cheumambo,
6 Ndakaona gwayana raiita kunge rakanga rambourayiwa,+ rimire pedyo nechigaro* cheumambo nepakati pezvisikwa zvina uye pakati pevakuru+ vacho; gwayana+ racho raiva nenyanga nomwe nemaziso manomwe uye maziso acho anomiririra mweya minomwe yaMwari+ yakatumwa munyika yese.