RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 2:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Achiti: “Ini pachangu ndakagadza mambo wangu+

      PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.”

  • Dhanieri 7:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “Ndakaramba ndakatarisa zvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mumwe munhu akafanana nemwanakomana wemunhu+ achiuya aine makore ekudenga; akasvika kune Wemazuva Mazhinji,+ uye vakamuswededza pamberi pake. 14 Akapiwa ushe+ nekukudzwa,+ neumambo, kuti vanhu vemarudzi ese, nenyika, nemitauro yakasiyana-siyana vamushumire.+ Ushe hwake ushe hunogara nekusingaperi, husingazobviswi, uye umambo hwake hahuzoparadzwi.+

  • Ruka 1:32, 33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+ 33 uye achava Mambo paimba yaJakobho nekusingaperi, uye Umambo hwake hahuzogumi.”+

  • Ruka 22:28, 29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 “Kunyange zvakadaro, imi ndimi makaramba muineni+ mumiedzo yangu;+ 29 uye ndinoita sungano nemi, saBaba vangu vakaita neni sungano yeumambo,+

  • 2 Petro 1:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Izvi ndizvo zvichaita kuti muwane chikomborero chikuru chekupinda muUmambo husingaperi+ hwaShe wedu uye Muponesi wedu Jesu Kristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe