1 VaKorinde 6:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 nekuti makatengwa nemutengo.+ Saka kudzai Mwari+ nemiviri yenyu.+ 1 VaKorinde 7:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Makatengwa nemutengo;+ regai kuva varanda vevanhu. Zvakazarurwa 5:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+
9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+