RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 32:43
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 43 Farai, imi marudzi, nevanhu vake,+

      Nekuti achatsiva ropa revashumiri vake,+

      Achatsiva mhandu dzake+

      Uye achayananisira* nyika yevanhu vake.”

  • VaRoma 12:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Musatsiva, vadiwa, asi zvisiyirei kuna Mwari kuti aratidze hasha;+ nekuti zvakanyorwa kuti: “‘Kutsiva ndekwangu; ndichatsividza,’ anodaro Jehovha.”*+

  • Zvakazarurwa 6:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Parakavhura chisimbiso chechishanu, ndakaona pasi peatari+ paine mweya*+ yevaya vakaurayirwa shoko raMwari uye kupupura kwavakanga vaita.+ 10 Vakashevedzera nenzwi guru, vachiti: “Changamire Ishe mutsvene newechokwadi,+ mucharega kutonga uye kutsiva ropa redu pane vaya vanogara panyika kusvikira riini?”+

  • Zvakazarurwa 19:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Pashure peizvi, ndakanzwa ruzha rukuru kudenga rwaiita semanzwi eboka guru. Manzwi acho aiti: “Rumbidzai Jah!*+ Ruponeso nekukudzwa nesimba ndezvaMwari wedu, 2 nekuti mitongo yake ndeyechokwadi uye yakarurama.+ Nekuti aranga pfambi huru yakasvibisa nyika neupombwe* hwayo, uye atsiva ropa revaranda vake rayakadeura nemaoko ayo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe