RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 10:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Kuyeukwa kwemunhu akarurama kunounza* chikomborero,+

      Asi zita remunhu akaipa richaora.+

  • VaHebheru 10:26, 27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Nekuti kana tichiita chivi tichiziva zvedu isu tambowana ruzivo rwakarurama rwechokwadi,+ panenge pasisina chibayiro chezvivi,+ 27 asi panenge pangova nekutarisira kunotyisa kwekutongwa uye hasha dzinopisa dzichaparadza vaya vanopikisa.+

  • Zvakazarurwa 2:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Ane nzeve ngaanzwe+ zvinotaurwa nemweya kuungano uchiti: Uya anokunda+ haazofi rufu rwechipiri.’+

  • Zvakazarurwa 20:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe