RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Denga idzva nenyika itsva (1-8)

        • “Hapazovi nerufu” (4)

        • Zvinhu zvese zvinoitwa zvitsva (5)

      • Kutsanangurwa kweJerusarema Idzva (9-27)

Zvakazarurwa 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:17; 66:22; 2Pe 3:13
  • +2Pe 3:10; Zva 20:11
  • +Isa 57:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoita Kuti Tive Nechokwadi Nevimbiso Yake yeParadhiso

    w23.11 p. 4 ndim. 9

    Kusadya Nyama—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 87 ndim. 11-12

    Zvakazarurwa 21:1—“Denga Idzva Nenyika Itsva”

    ijwbv nyaya 33

    “Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”

    mwb19.12 p. 6

    Pasi

    rs p. 283 ndim. 2-p. 284 ndim. 1

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 1-2

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w01 6/15 p. 31

    Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva—Sezvakafanotaurwa

    w00 4/15 p. 12 ndim. 19-20

    Pasi Richaguma Nomoto Here?

    g97 1/8 p. 31

    Nyika Itsva Yava Pedyo!

    w91 7/15 pp. 5-6

    Wana Zvokwadi Yose!

    w90 9/15 p. 6

Zvakazarurwa 21:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:12
  • +Zva 19:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w24.07 p. 31 ndim. 2

    ‘Guta Racho Richanzi Jehovha Ari Ipapo’

    rr chits. 21 ndim. 18

    Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

    ijwbq nyaya 145

    Zvichabudiswa Pachena Nezuva raJehovha

    w10 7/15 p. 5 ndim. 10

    Pasi

    rs pp. 284-285

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 3

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 p. 13 ndim. 19

    Zvisiko Zvitsva Zvinobudiswa!

    w93 1/1 p. 7

    Nyika Itsva Yava Pedyo!

    w91 7/15 pp. 5-6

    Jerusarema Rapasi Rinosianiswa neJerusarema Rokudenga

    ws chits. 11 ndim. 5-16

Zvakazarurwa 21:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 37:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26 pfungwa 7

    Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

    ijwbq nyaya 145 ndim. 7

    Jehovha—Nzvimbo Yedu Yokugara

    w13 3/15 p. 23 ndim. 18

    Pasi

    rs pp. 284-285

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 4-5

    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”

    si p. 8 ndim. 8

    Nyika Itsva Yava Pedyo!

    w91 7/15 pp. 5-6

    Bindu reEdheni Rinodzorerwa—Mupasi Rose

    ws chits. 21 ndim. 14-15

    “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”

    Lmn p. 29 ndim. 57

Zvakazarurwa 21:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 7:17
  • +Isa 25:8; 1VaK 15:26
  • +Isa 35:10; 65:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinotaurwa neShoko raMwari Zvinopa Tariro Kuvapoteri!

    mrt nyaya 127 ndim. 12-14

    Zvakazarurwa 21:4—“Achapukuta Misodzi Yese”

    ijwbv nyaya 52

    Bhaibheri Rinotipa Tariro

    lff chidzidzo 2 pfungwa 2

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26 pfungwa 7

    Zvatinodzidziswa neMusiki Zvinotipa Tariro

    g21 nha. 1 p. 13

    Bhaibheri Rinotii Nezvenjodzi Dzinongoitika Dzega?

    ijwbq nyaya 157

    “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”

    w13 12/1 p. 11 ndim. 2-5

    Upristi Hwoumambo Huchabatsira Vanhu Vose

    w12 1/15 p. 30 ndim. 15

    Kukurukura Nemuvakidzani—Vanhu Vose Vakanaka Vanoenda Kudenga Here?

    w12 8/1 p. 22

    Rugare Kwemakore Ane Chiuru Uye Nokusingaperi!

    w12 9/15 p. 10

    Kutambura Zvakuri Munyika Yose, Kunodawo Kugadziriswa Munyika Yose

    w09 12/1 pp. 5-6

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w06 8/15 p. 31

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 6-7

    Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva—Sezvakafanotaurwa

    w00 4/15 pp. 12-13 ndim. 21-24

    Kunopfuura Muvengi Ane Utsinye

    g94 7/8 p. 21

    Kurwadziwa Kusingazovipozve

    g94 7/8 p. 22

    Upenyu Husina Kurwadziwa Hwava Pedyo!

    g94 7/8 pp. 27-28

    Nokukurumidza—Nyika Isina Marwadzo!

    w90 7/15 p. 5

    Bindu reEdheni Rinodzorerwa—Mupasi Rose

    ws chits. 21 ndim. 14-15

    “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”

    Lmn p. 29 ndim. 57

Zvakazarurwa 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2, 3
  • +2Pe 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vimba naJehovha, Mwari Wemasimbaose

    w26.03 p. 13 ndim. 19

    Jehovha Anoita Kuti Tive Nechokwadi Nevimbiso Yake yeParadhiso

    w23.11 pp. 3-4

    Simba Rekudzorera Zvinhu Zvese​—Ari “Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”

    cl chits. 8

    “Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”

    mwb19.12 p. 6

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 8-9

    Nyika Itsva—Uchavamo Here?

    w00 4/15 p. 14

    Nyika Itsva Yava Pedyo!

    w91 7/15 pp. 5-6

Zvakazarurwa 21:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “A naZ.” Arufa ndiro bhii rekutanga uye Omega ndiro rekupedzisira pamabhii emutauro wechiGiriki.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:8; 22:13
  • +Pis 36:9; Isa 55:1; Zva 7:17; 22:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoita Kuti Tive Nechokwadi Nevimbiso Yake yeParadhiso

    w23.11 pp. 3-7 ndim. 5-17

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1949

    Ndiani Anonzi “Arufa naOmega”?

    ijwbq nyaya 142

    Mwari Ane Mazita Mangani?

    ijwbq nyaya 125

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 22 ndim. 3

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 8-10

Zvakazarurwa 21:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42

Zvakazarurwa 21:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 5:10
  • +1Jo 3:15
  • +VaE 5:5
  • +Joh 8:44
  • +Zva 19:20
  • +Zvi 10:7; VaH 10:26, 27; Zva 2:11; 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1953

    Chii Chinonzi Gungwa Romoto? Rakafanana Here Nehero Kana Kuti Gehena?

    ijwbq nyaya 76

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 13-14

Zvakazarurwa 21:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 15:1
  • +Zva 19:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

    ijwbq nyaya 145 ndim. 3

    Varume—Zivai Kuti Kristu Ndiye Musoro

    w07 2/15 p. 13 ndim. 4

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 1-2

Zvakazarurwa 21:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:22; Zva 3:12; 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

    ijwbq nyaya 145 ndim. 3

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 1-2

Zvakazarurwa 21:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:1, 2
  • +Eks 24:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 2-3

Zvakazarurwa 21:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Guta Racho Richanzi Jehovha Ari Ipapo’

    rr chits. 21 ndim. 18

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 3-5

Zvakazarurwa 21:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 22:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 3-4

Zvakazarurwa 21:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “enheyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:2-4; Ru 6:13-16; Mab 1:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 3-4

    Jehovha Anokoshesa Basa Rako Rinoitwa Nomwoyo Wose

    w97 10/15 pp. 13-18

Zvakazarurwa 21:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 40:3, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 6

Zvakazarurwa 21:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Makiromita anenge 2 220. Stadhiya rimwe chete rakanga rakaenzana nemamita 185. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonzi Jerusarema Idzva?

    ijwbq nyaya 145

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 6-8

Zvakazarurwa 21:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Mamita anenge 64. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43

Zvakazarurwa 21:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:3; 21:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 9-11

Zvakazarurwa 21:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nheyo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 9-12

Zvakazarurwa 21:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 9-12

Zvakazarurwa 21:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 9-12

Zvakazarurwa 21:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 17 ndim. 15

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 13

Zvakazarurwa 21:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:19, 20; Zva 22:5
  • +Joh 1:9; Mab 26:13, 15; VaH 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 13-14

Zvakazarurwa 21:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 15-17

Zvakazarurwa 21:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:11, 20

Zvakazarurwa 21:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:5

Zvakazarurwa 21:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:6; Isa 52:1; 1VaK 6:9, 10; VaG 5:19-21; Zva 21:8
  • +Dha 12:1; VaF 4:3; Zva 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 5-18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 21:1Isa 65:17; 66:22; 2Pe 3:13
Zvak. 21:12Pe 3:10; Zva 20:11
Zvak. 21:1Isa 57:20
Zvak. 21:2Zva 3:12
Zvak. 21:2Zva 19:7
Zvak. 21:3Eze 37:27
Zvak. 21:4Zva 7:17
Zvak. 21:4Isa 25:8; 1VaK 15:26
Zvak. 21:4Isa 35:10; 65:19
Zvak. 21:5Zva 4:2, 3
Zvak. 21:52Pe 3:13
Zvak. 21:6Zva 1:8; 22:13
Zvak. 21:6Pis 36:9; Isa 55:1; Zva 7:17; 22:1
Zvak. 21:81Jo 5:10
Zvak. 21:81Jo 3:15
Zvak. 21:8VaE 5:5
Zvak. 21:8Joh 8:44
Zvak. 21:8Zva 19:20
Zvak. 21:8Zvi 10:7; VaH 10:26, 27; Zva 2:11; 20:6
Zvak. 21:9Zva 15:1
Zvak. 21:9Zva 19:7
Zvak. 21:10VaH 12:22; Zva 3:12; 21:2
Zvak. 21:11Isa 60:1, 2
Zvak. 21:11Eks 24:9, 10
Zvak. 21:13Zva 22:14
Zvak. 21:14Mt 10:2-4; Ru 6:13-16; Mab 1:13
Zvak. 21:15Eze 40:3, 5
Zvak. 21:18Zva 4:3; 21:10, 11
Zvak. 21:22Eks 6:3
Zvak. 21:23Isa 60:19, 20; Zva 22:5
Zvak. 21:23Joh 1:9; Mab 26:13, 15; VaH 1:3
Zvak. 21:24Isa 60:3
Zvak. 21:25Isa 60:11, 20
Zvak. 21:26Isa 60:5
Zvak. 21:27Pis 5:6; Isa 52:1; 1VaK 6:9, 10; VaG 5:19-21; Zva 21:8
Zvak. 21:27Dha 12:1; VaF 4:3; Zva 13:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 21:1-27

Bhuku raZvakazarurwa

21 Uye ndakaona denga idzva nenyika itsva;+ nekuti denga rekare nenyika yekare zvakanga zvisisipo,+ uye gungwa+ rakanga risisipo. 2 Ndakaonawo guta dzvene, Jerusarema Idzva, richiburuka kubva kudenga kuna Mwari,+ rakagadzirira semwenga akashongera murume wake.+ 3 Ndakabva ndanzwa inzwi guru richibva kuchigaro cheumambo richiti: “Tarisa uone! Tende raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara navo, uye ivo vachava vanhu vake. Mwari pachake achava navo.+ 4 Achapukuta misodzi yese pamaziso avo,+ uye hapazovi nerufu,+ kana kuchema kana kuridza mhere kana kurwadziwa.+ Zvinhu zvekutanga zvapfuura.”

5 Uya akanga agere pachigaro cheumambo+ akati: “Inzwa! Ndiri kuita kuti zvinhu zvese zvive zvitsva.”+ Akatiwo: “Nyora, nekuti mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.” 6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega,* mavambo nemagumo.+ Munhu wese anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura yeupenyu asingatengi.+ 7 Munhu wese anokunda achawana zvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake iye ova mwanakomana wangu. 8 Asi kana vari vaya vanotya nevaya vasina kutenda+ nevaya vane tsvina uye vanosemesa nemhondi+ nemhombwe*+ nevanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori nevarevi venhema+ vese, vachakandwa mugungwa rinopfuta moto nesarufa,+ iro rinoreva rufu rwechipiri.”+

9 Imwe yengirozi nomwe dzaiva nendiro nomwe dzakanga dzizere nematambudziko manomwe ekupedzisira+ yakauya ikati kwandiri: “Uya ndikuratidze mwenga, mudzimai weGwayana.”+ 10 Saka yakanditakura mumweya ikandiendesa kugomo guru refu refu, uye yakandiratidza guta dzvene Jerusarema richiburuka kubva kudenga kuna Mwari,+ 11 riine kubwinya kwaMwari.+ Raipenya sedombo rinokosha kwazvo, sedombo rejaspa rinopenya zvinoonekera sedombo rekristaro.+ 12 Raiva nerusvingo rwakakura uye rwakareba, nemagedhi 12, uye pamagedhi acho paiva nengirozi 12, uye pakanga pakanyorwa mazita emadzinza 12 evanakomana vaIsraeri. 13 Kumabvazuva kwaiva nemagedhi matatu, kuchamhembe magedhi matatu, kumaodzanyemba magedhi matatu, uye kumavirira magedhi matatu.+ 14 Rusvingo rweguta rwaivawo nematombo 12 efaundesheni,* uye pamatombo acho paiva nemazita 12 evaapostora 12+ veGwayana.

15 Uya ainge achitaura neni akanga akabata tsanga yegoridhe yekushandisa kuyera guta nemagedhi aro nerusvingo rwaro.+ 16 Guta racho rine mativi mana akaenzana, uye kureba kwaro kwakaenzana nekufara kwaro. Uye akayera guta netsanga yacho, rikaita mastadhiya 12 000;* kureba nekufara nekukwirira kwaro zvakaenzana. 17 Akayerawo rusvingo rwaro rukaita makubhiti 144,* achishandisa chekuyeresa chinoshandiswa nemunhu, icho chakashandiswawo nengirozi. 18 Rusvingo rwacho rwaiva rwejaspa,+ uye guta racho raiva regoridhe rakanatswa rakaita segirazi rinoonesa zviri kuseri. 19 Faundesheni* yerusvingo rweguta racho yakanga yakashongedzwa nematombo anokosha emarudzi ese: faundesheni yekutanga yaiva yejaspa, yechipiri safaya, yechitatu karesidhoni, yechina emaradhi, 20 yechishanu sadhonikisi, yechi6 sadhiyo, yechi7 krisoriti, yechi8 bheriri, yechi9 topazi, yechi10 krisoprasi, yechi11 hiyasindi, yechi12 ametesti. 21 Uyewo, magedhi acho 12 aiva emaparera 12; gedhi rimwe nerimwe rainge rakagadzirwa neparera rimwe chete. Mugwagwa mukuru weguta racho waiva wegoridhe rakanatswa, wakaita segirazi rinoonesa zviri kuseri.

22 Handina kuona temberi mariri, nekuti Jehovha* Mwari Wemasimbaose+ neGwayana ndivo temberi yaro. 23 Guta racho haridi chiedza chezuva kana mwedzi, nekuti raivhenekerwa nekubwinya kwaMwari,+ uye Gwayana ndiro raiva rambi raro.+ 24 Marudzi achafamba achivhenekerwa nechiedza charo,+ uye madzimambo enyika achaunza kubwinya kwawo mariri. 25 Magedhi aro haazombovharwi masikati, nekuti mariri munenge musina usiku.+ 26 Uye vachaunza kubwinya nekukudzwa kwemarudzi mariri.+ 27 Asi zvinhu zvese zvisina kuchena nevanhu vese vanoita zvinhu zvinosemesa uye vanonyengera havazombopindi mariri;+ muchangopindwa chete nevaya vakanyorwa mugwaro reupenyu reGwayana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe