RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaTesaronika 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaTesaronika

      • Kuuya kwezuva raJehovha (1-5)

        • “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” (3)

      • Rambai makamuka, pfungwa dzenyu ngadzinyatsoshanda (6-11)

      • Kurudziro (12-24)

      • Kwaziso yekupedzisira (25-28)

1 VaTesaronika 5:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zef 1:14
  • +Mt 24:36; 2Pe 3:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 pp. 8-9

    Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro

    w19.09 p. 9 ndim. 7

    Ramba Uchishingaira “Mazuva Ekupedzisira” Zvaava Kupera

    w19.10 p. 8 ndim. 3

    Kuguma Kuchaita Nyika Ino

    w12 9/15 p. 3 ndim. 3

    Zvichabudiswa Pachena Nezuva raJehovha

    w10 7/15 p. 5

    Zvirungamutauro Zviri muBhaibheri Unozvinzwisisa Here?

    w09 5/1 p. 14

    Kununurwa noUmambo hwaMwari Kwava Pedyo!

    w08 5/15 p. 15 ndim. 17

1 VaTesaronika 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:10; Jer 8:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoyeuka Here?

    w26.12 p. 27

    “Ngwarirai, Uye Chenjererai!”

    w23.02 p. 16 ndim. 5

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 pp. 9-13 ndim. 4-15

    Nzwisisa Zvakazara Shoko raMwari

    w23.10 p. 21 ndim. 10

    Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro

    w19.09 pp. 9-10

    Ramba Uchishingaira “Mazuva Ekupedzisira” Zvaava Kupera

    w19.10 pp. 8-9 ndim. 3-4

    Kuguma Kwenyika Unokutya, Unokutarisira Kana Kuti Waneta Nokukumirira Here?

    w13 1/1 p. 7

    Tingaramba Sei ‘Takamirira?’

    w13 11/15 pp. 12-13 ndim. 9-14

    Kuguma Kuchaita Nyika Ino

    w12 9/15 pp. 3-4 ndim. 3-5

    Zvichabudiswa Pachena Nezuva raJehovha

    w10 7/15 p. 5 ndim. 12-13

    Kununurwa noUmambo hwaMwari Kwava Pedyo!

    w08 5/15 p. 15 ndim. 17

    Mazuva Okupedzisira—Rini?

    g08.07 p. 23

    Chakavanzika Chinotyisa Chinopedzwa

    re chits. 34 ndim. 13-14

    “Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja”

    w04 2/1 pp. 20-21

    Ramba Uchinyatsorangarira Zuva raJehovha

    wt chits. 20 ndim. 13

    Mazivire Atinoita Kuti Tava mu“Mazuva Okupedzisira”

    dg chikamu 9 ndim. 12

    Jehovha—Mwari Anozivisa Zvakavanzika

    w97 6/1 pp. 9-10 ndim. 9-10

    Zuva Rino‘pisa Sechoto’

    w95 4/15 p. 25 ndim. 17-18

    Tyisidziro Yenyukireya—Yabviswa Nokusingaperi!

    w94 8/1 p. 6

    Donzo raMwari Richakurumidza Kuzadzikwa

    pr chikamu 7 ndim. 17-18

    Rugare Rusingagumi Ruchauya Rini Chaizvoizvo?

    w91 4/15 p. 7

    Murangariro weBhaibheri Worugare Nechengeteko

    w91 9/1 pp. 5-6

    Kutarira Mberi Kwo“rugare Nechengeteko” Zvinoitwa Nomunhu

    w91 9/1 pp. 7-8

    “Ndibetserei Pandinoda Kutenda!”

    w91 9/15 p. 16 ndim. 8-9

    Chikamu 23: 1945 kuchipfuurira—Nguva Yokugadzikisa Nhau Yava Pedyo

    g91 3/8 pp. 16-19

    Rugare Rwechokwadi Nokuchengeteka Zvava Pedyo!

    tp chits. 1 ndim. 3-10

    Kuparadzwa Kwenyika Kwakadeya Kuziviswa Kuchasvika Rini?

    tp chits. 7

1 VaTesaronika 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 p. 9 ndim. 5

1 VaTesaronika 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 12:36; VaR 13:12; VaE 5:8
  • +Joh 8:12; VaK 1:13; 1Pe 2:9

1 VaTesaronika 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:11
  • +Mt 24:42
  • +1Pe 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 p. 10 ndim. 6-7

    Ramba Uchishingaira “Mazuva Ekupedzisira” Zvaava Kupera

    w19.10 p. 9 ndim. 5-6

    Batsira Vanhu Kuti ‘Vamuke Pahope’

    w12 3/15 p. 10 ndim. 4

    Iye Zvino Ramba Wakamuka Kupfuura Zvawati Wamboita!

    w03 1/1 p. 11 ndim. 13

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w89 10/1 p. 30

1 VaTesaronika 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 p. 10 ndim. 6-7

1 VaTesaronika 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:14-17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 pp. 10-12 ndim. 8-12

    Ita Kuti Tariro Yako Irambe Yakasimba

    w22.10 pp. 25-26

    Chiramba Uri Murudo rwaMwari

    lvs chits. 17 ndim. 17

    ‘Zvivakei Pakutenda Kwenyu Kutsvenetsvene’

    lv chits. 17 ndim. 17

    Nyatsobatsirwa Nokuverenga Bhaibheri

    w13 4/15 p. 11 ndim. 17-18

    Nei Uchifanira Kuramba Wakaperera?

    w08 12/15 p. 6 ndim. 16

    Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga

    w06 10/1 p. 29 ndim. 12

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Ndokupi Kwaungawana Tariro Yechokwadi?

    g04 5/8 p. 20

    “Rambai Makarinda”!

    w03 1/1 pp. 20-22

    ‘Tariro Yako Yoruponeso’ Ngairambe Yakajeka!

    w00 6/1 pp. 9-10

    Tariro—Dziviriro Inokosha Munyika Isingafari

    w93 4/15 pp. 11-13

    lvai Vakagadzirira Zuva raJehovha!

    w91 1/15 p. 22

    ‘Kuwana Zororo Remweya Yenyu’

    w89 7/15 p. 19 ndim. 16

1 VaTesaronika 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaT 2:13

1 VaTesaronika 5:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “takarara murufu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 5:8
  • +1VaT 4:16, 17

1 VaTesaronika 5:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muchinyaradzana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 1:11, 12; 15:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 p. 11 ndim. 11

    Rambai “Muchivakana”

    w22.08 pp. 20-25

    Sarudza Shamwari Nekuchenjera

    lff chidzidzo 48 pfungwa 1

    Ungaita Sei Kuti Matauriro Ako Afadze Jehovha?

    lff chidzidzo 51

    Rambai Muchivakana

    km 9/05 p. 7

1 VaTesaronika 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Kuti Unoonga Varume Vakagadzwa

    w24.10 p. 20

    Remekedzai “Vaya Vari Kushanda Nesimba Pakati Penyu”

    w11 6/15 pp. 24-28

    Kuonga “Zvipo Zviri Varume”

    w99 6/1 p. 18 ndim. 14-15

    Kubereka “Rudzi Rwuri Rwose Rworunako”

    w91 8/15 p. 19 ndim. 6

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 pp. 15-16 ndim. 2-3

1 VaTesaronika 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:29, 30; 1Ti 5:17; VaH 13:7
  • +Mk 9:50; 2VaK 13:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuonga “Zvipo Zviri Varume”

    w99 6/1 pp. 18-19

    Kubereka “Rudzi Rwuri Rwose Rworunako”

    w91 8/15 p. 19 ndim. 6

    “Mukudze Vakadai”

    w88 10/1 pp. 15-16 ndim. 2-3

1 VaTesaronika 5:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:17; 2Ti 4:2
  • +1VaK 13:4; VaG 5:22; VaE 4:1, 2; VaK 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubatsira Vaya Vane Zvirwere Zvepfungwa

    wp23 nha. 1 pp. 14-15

    “Ivai Vatevedzeri vaMwari” Pamashandisiro Amunoita Simba

    cl chits. 10 ndim. 15

    ‘Ita Zvakarurama’ Pakufamba naMwari

    cl chits. 16 ndim. 21

    ’Dananai Nemabasa Nechokwadi’

    w17.10 p. 10 ndim. 13

    Tevedzera Kuzvininipisa Uye Unyoro hwaJesu

    w15 2/15 p. 9 ndim. 16

    Ngatirangarirane Uye Ngatikurudzirane

    w13 8/15 p. 22 ndim. 15

    Chirwere Chekunyanya Kusuwa

    g 11/13 p. 15

    Ramba Uchivaka Ungano

    w10 6/15 pp. 12-13

    Simbisanai

    w04 5/1 p. 21 ndim. 14

    ‘Pfekai Mwoyo Murefu’

    w01 11/1 pp. 17-18

    Kiyi Mbiri Dzeroorano Inogara

    fy chits. 3 ndim. 22

    Vabereki Navana: Isai Mwari Pakutanga!

    w95 10/1 pp. 15-16 ndim. 9-12

    Nzira Yokubetsera Nayo Vakaora Mwoyo Kuwanazve Mufaro

    w90 3/15 pp. 26-28

1 VaTesaronika 5:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:39
  • +VaR 12:17, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nzira Yokubetsera Nayo Vakaora Mwoyo Kuwanazve Mufaro

    w90 3/15 p. 28

1 VaTesaronika 5:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:4, 10; VaF 4:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Farai Mutariro yoUmambo!

    w91 12/15 pp. 8-10 ndim. 3-6

1 VaTesaronika 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 18:1; VaR 12:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    5 Zvine Basa Here Kuti Tiri Kunyengetera Tiripi Uye Nguvai?

    w10 10/1 p. 9

    Nei Tichifanira Kuramba Tichinyengetera?

    w03 9/15 pp. 15-20

    “Tidzidzisei Kunyengetera”

    w90 5/15 p. 16

1 VaTesaronika 5:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:20; VaK 3:17

1 VaTesaronika 5:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 pp. 12-13 ndim. 13-14

    Zivisai Mashoko Akanaka Nomwoyo Wose

    w00 7/1 p. 10

    “Zvinhu Zvinovaka Kariro Dzedu”

    w89 12/1 p. 21

1 VaTesaronika 5:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 p. 12 ndim. 14

1 VaTesaronika 5:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 4:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvaungaita Kana Usina Chokwadi Nezvimwe Zvinhu

    w24.10 p. 25 ndim. 4-6

    Ramba Wakagadzirira Zuva raJehovha

    w23.06 p. 13

    Rava Shoko raMwari Ndokumubatira Muzvokwadi

    w96 5/15 p. 17 ndim. 7

    Kuvimba Kana Kuti Kusavimba

    g96 2/8 p. 6

1 VaTesaronika 5:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 2:3

1 VaTesaronika 5:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

    w08 9/15 p. 29 ndim. 6

    Kupenyera Chiedza Pakuvapo kwaKristu

    w93 5/1 p. 11

1 VaTesaronika 5:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:30

1 VaTesaronika 5:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 4:16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaT. 5:2Zef 1:14
1 VaT. 5:2Mt 24:36; 2Pe 3:10
1 VaT. 5:3Pis 37:10; Jer 8:11
1 VaT. 5:5Joh 12:36; VaR 13:12; VaE 5:8
1 VaT. 5:5Joh 8:12; VaK 1:13; 1Pe 2:9
1 VaT. 5:6VaR 13:11
1 VaT. 5:6Mt 24:42
1 VaT. 5:61Pe 5:8
1 VaT. 5:7VaR 13:13
1 VaT. 5:8VaE 6:14-17
1 VaT. 5:92VaT 2:13
1 VaT. 5:10VaR 5:8
1 VaT. 5:101VaT 4:16, 17
1 VaT. 5:11VaR 1:11, 12; 15:2
1 VaT. 5:13VaF 2:29, 30; 1Ti 5:17; VaH 13:7
1 VaT. 5:13Mk 9:50; 2VaK 13:11
1 VaT. 5:14Re 19:17; 2Ti 4:2
1 VaT. 5:141VaK 13:4; VaG 5:22; VaE 4:1, 2; VaK 3:13
1 VaT. 5:15Mt 5:39
1 VaT. 5:15VaR 12:17, 19
1 VaT. 5:162VaK 6:4, 10; VaF 4:4
1 VaT. 5:17Ru 18:1; VaR 12:12
1 VaT. 5:18VaE 5:20; VaK 3:17
1 VaT. 5:19VaE 4:30
1 VaT. 5:201VaK 14:1
1 VaT. 5:211Jo 4:1
1 VaT. 5:22Job 2:3
1 VaT. 5:231VaK 1:8
1 VaT. 5:25VaR 15:30
1 VaT. 5:27VaK 4:16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaTesaronika 5:1-28

Tsamba Yekutanga kuvaTesaronika

5 Hama, kana iri nyaya yenguva nemwaka, hamufaniri kutombonyorerwa chinhu. 2 Nekuti imi munonyatsoziva kuti zuva raJehovha*+ riri kuuya sembavha inouya usiku.+ 3 Pavanongoti, “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” vachabva vangoparadzwa pakarepo vasingatarisiri,+ semauyiro anoita marwadzo emukadzi ane pamuviri ava kusununguka, uye havasi kuzopukunyuka. 4 Asi imi hama, hamusi murima, zvekuti zuva iroro ringakusvikirai sezvaringaita kumbavha, 5 nekuti mese muri vanakomana vechiedza nevanakomana vemasikati.+ Isu hatisi veusiku kana verima.+

6 Saka ngatiregei kuramba takarara sevamwe vese,+ asi ngatirambei takamuka,+ pfungwa dzedu dzichinyatsoshanda.+ 7 Nekuti vaya vanorara, vanorara usiku, uye vaya vanodhakwa, vanodhakwa usiku.+ 8 Asi kana tiri isu vemasikati, pfungwa dzedu ngadzirambe dzichinyatsoshanda uye ngatipfekei kutenda nerudo sechinhu chinovharidzira chipfuva, uye tariro yeruponeso sengowani+ 9 nekuti Mwari haana kutisarudza kuti atiitire hasha, asi kuti tiwane ruponeso+ naShe wedu Jesu Kristu. 10 Iye akatifira+ kuti pasinei nekuti taramba takamuka kana kuti takarara,* tinofanira kurarama pamwe chete naye.+ 11 Saka rambai muchikurudzirana* uye muchivakana,+ sezvamuri kutoita iye zvino.

12 Saka hama tinokukumbirai kuti muremekedze vaya vari kushanda nesimba pakati penyu vachikutungamirirai munaShe uye vachikudzidzisai; 13 uye kuti muvape rukudzo rukuru murudo nekuda kwebasa ravo.+ Garisanai nerugare.+ 14 Uyewo tinokukurudzirai hama, kuti muyambire vaya vanofamba zvisina kukodzera,+ munyaradze vaya vakaora mwoyo, mutsigire vasina simba, uye muitire mwoyo murefu vanhu vese.+ 15 Ivai nechokwadi chekuti hapana anotsiva chakaipa nechakaipa,+ asi garai muchiitirana zvakanaka uye muchizviitirawo vamwe vese.+

16 Garai muchifara.+ 17 Rambai muchinyengetera.+ 18 Tendai zvese zvamunoitirwa.+ Uku ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu. 19 Musadzima moto wemweya.+ 20 Musashora uprofita.+ 21 Ivai nechokwadi nezvinhu zvese;+ batisisai zvinhu zvakanaka. 22 Musatomboita zvinhu zvese zvakaipa.+

23 Mwari werugare pachake ngaakutsvenesei zvakakwana. Uye mweya yenyu nemwoyo* yenyu nemiviri yenyu hama, ngazvirambe zvakakwana muzvese, zvisina pazvinoshoreka pakuvapo kwaShe wedu Jesu Kristu.+ 24 Iye ari kukudanai akatendeka, uye achatozviita.

25 Hama, rambai muchitinyengeterera.+

26 Kwazisai hama dzese nekutsvoda kutsvene.

27 Ndiri kukutetererai muzita raShe kuti muverengere tsamba ino hama dzese.+

28 Nyasha dzaShe wedu Jesu Kristu ngadzive nemi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe