Dheuteronomi 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 mwoyo wako wozozvikudza,+ wokanganwa Jehovha Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yevaranda;+ 2 Makoronike 26:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvisinei, paakangova nesimba, mwoyo wake wakazvikudza+ kusvikira pakuita zvakashata,+ zvokuti akava asina kutendeka pamberi paJehovha Mwari wake, akapinda mutemberi yaJehovha kuti apisire rusenzi paatari yerusenzi.+ 2 Makoronike 32:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi Hezekiya haana kuitawo zvakanaka maererano nokubatsirwa kwaakaitwa,+ nokuti mwoyo wake wakazvikudza,+ akatsamwirwa+ iye naJudha neJerusarema. Zvirevo 16:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kudada kunotangira kuparara,+ uye kuzvikudza kunotangira kugumburwa.+ Zvirevo 28:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Munhu ane mweya unozvitutumadza anomutsa kukakavara,+ asi uya anovimba naJehovha achakodzwa.+ Dhanieri 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi mwoyo wake pawakazvikudza akava akaoma, akazvikudza,+ akabviswa pachigaro choumambo hwake, akatorerwa kukudzwa kwake.+ Habhakuki 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Tarirai! Mweya wake wakazvikudza;+ uye wave usina kururama mukati make. Asi munhu akarurama, acharamba achirarama nokutendeka kwake.+
14 mwoyo wako wozozvikudza,+ wokanganwa Jehovha Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yevaranda;+
16 Zvisinei, paakangova nesimba, mwoyo wake wakazvikudza+ kusvikira pakuita zvakashata,+ zvokuti akava asina kutendeka pamberi paJehovha Mwari wake, akapinda mutemberi yaJehovha kuti apisire rusenzi paatari yerusenzi.+
25 Asi Hezekiya haana kuitawo zvakanaka maererano nokubatsirwa kwaakaitwa,+ nokuti mwoyo wake wakazvikudza,+ akatsamwirwa+ iye naJudha neJerusarema.
20 Asi mwoyo wake pawakazvikudza akava akaoma, akazvikudza,+ akabviswa pachigaro choumambo hwake, akatorerwa kukudzwa kwake.+
4 “Tarirai! Mweya wake wakazvikudza;+ uye wave usina kururama mukati make. Asi munhu akarurama, acharamba achirarama nokutendeka kwake.+