RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 23:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 “Nyoka, vana venyoka,+ muchatiza sei kutonga kweGehena?+

  • Johani 8:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 Munobva kuna baba venyu Dhiyabhorosi,+ uye munoda kuita zvinodiwa nababa venyu.+ Iye akanga ari muurayi paakatanga,+ uye haana kumira zvakasimba muchokwadi, nokuti chokwadi hachisi maari. Paanotaura nhema, anotaura maererano nemafungiro ake, nokuti iye murevi wenhema nababa venhema.+

  • 1 Johani 3:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Vana vaMwari nevana vaDhiyabhorosi vanoonekwa neizvi: Munhu wose asingarambi achiita zvakarurama+ haabvi kuna Mwari, uyewo ndizvo zvakaita uya asingadi hama yake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe