Genesisi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+ Dheuteronomi 34:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino Jehovha akati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, zvausingazoyambukiri kwairi.”+
18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+
4 Zvino Jehovha akati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, zvausingazoyambukiri kwairi.”+