RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 13:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvokuti, kudai munhu aikwanisa kuverenga guruva renyika, vana vako vaizoverengwawo.+

  • Genesisi 15:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvino akamubudisa kunze akati: “Ndapota, tarira kumusoro kumatenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.”+ Akati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+

  • Genesisi 17:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Hauchazonzizve Abramu, asi uchanzi Abrahamu, nokuti ndichakuita baba vemarudzi mazhinji.

  • Genesisi 22:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+

  • VaHebheru 6:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 achiti: “Chokwadi ndichakukomborera kwazvo, uye ndichaita kuti uwande kwazvo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe