Dheuteronomi 29:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 sarufa nomunyu+ nokupisa,+ zvokuti nyika yacho yose haizodyarwi, kana kumera, uyewo hapana kana zvinomera zvinozomera mairi, sokuparadzwa kwakaitwa Sodhoma neGomora,+ Adma+ neZebhoimu,+ zvakaparadzwa naJehovha akatsamwa uye aine hasha;+ Pisarema 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Achanayisira vakaipa zviteyeso, moto nesarufa+Nemhepo inopisa, kuti uve mugove wekapu yavo.+ Isaya 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kudai Jehovha wemauto asina kutisiyira vakapona vashomanana chete,+ tingadai takava seSodhoma, tingadai takafanana neGomora.+ Amosi 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘Ndakakuparadzai, sokuparadza kwakaita Mwari Sodhoma neGomora.+ Makava sedanda rakabvutwa mumoto;+ asi hamuna kudzoka kwandiri,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha. Ruka 17:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Asi pazuva rakabuda Roti muSodhoma kwakanaya moto nesarufa zvichibva kudenga zvikavaparadza vose.+ 2 Petro 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akaroromesawo maguta eSodhoma neGomora akaapa mhosva,+ achiisira vanhu vasingadi Mwari muenzaniso wezvinhu zvichauya.+
23 sarufa nomunyu+ nokupisa,+ zvokuti nyika yacho yose haizodyarwi, kana kumera, uyewo hapana kana zvinomera zvinozomera mairi, sokuparadzwa kwakaitwa Sodhoma neGomora,+ Adma+ neZebhoimu,+ zvakaparadzwa naJehovha akatsamwa uye aine hasha;+
9 Kudai Jehovha wemauto asina kutisiyira vakapona vashomanana chete,+ tingadai takava seSodhoma, tingadai takafanana neGomora.+
11 “‘Ndakakuparadzai, sokuparadza kwakaita Mwari Sodhoma neGomora.+ Makava sedanda rakabvutwa mumoto;+ asi hamuna kudzoka kwandiri,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.
29 Asi pazuva rakabuda Roti muSodhoma kwakanaya moto nesarufa zvichibva kudenga zvikavaparadza vose.+
6 Akaroromesawo maguta eSodhoma neGomora akaapa mhosva,+ achiisira vanhu vasingadi Mwari muenzaniso wezvinhu zvichauya.+